Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Rupo

Rupo

Zvi 11:25; Mab 20:35; 2VaK 9:11

Onawo Zvi 19:17; Mt 10:8; Ru 6:38

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 1Mak 22:​6-16—Mambo Dhavhidhi akarwadziwa paakaudzwa kuti akanga asiri kuzovakira Jehovha temberi, kunyange zvakadaro akapa zvinhu zvakawanda achitsigira basa racho rekuvaka

    • 1Mad 17:​8-16—Chirikadzi yekuZarefati yakapa muprofita Eriya zvekudya kunyange zvazvo zviri izvo zvega zvayakanga yasarirwa nazvo