Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuva Akanaka

Kuva Akanaka

Chii chinoratidza kuti Jehovha akanaka?

Pis 25:8; 31:19 9; 3Jo 11

Onawo Jer 31:​12, 13; Zek 9:​16, 17

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Eks 33:​17-20; 34:​5-7—Jehovha akaita kuti Mozisi aone chiratidzo chairatidza kunaka kwake nehumwewo unhu hwake hwakanaka

    • Mk 10:​17, 18—Jesu akati zvinhu zvese zvakanaka zvinobva kuna Jehovha uye ndiye ega ane kodzero yekutipa mitemo

Nei tichifanira kuva vakanaka?

Zvi 12:2; VaG 6:10; 1VaT 5:15

Onawo VaR 15:​2, 14; VaE 4:28

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • VaR 5:7—Muapostora Pauro akatsanangura kuti kuva akanaka kunokosha kupfuura kuva akarurama