Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mbuya Nasekuru

Mbuya Nasekuru
  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 1Mad 15:​9-13—Mambo Asa akaita ushingi akabvisa mbuya vake pachigaro nekuti aida kuramba akavimbika kuna Jehovha

    • Zvi 13:22—Vanambuya nasekuru vanogona kuratidza nemararamiro avo kuti kuisa Jehovha pekutanga muupenyu ndicho chinhu chakakosha

    • 2Ti 1:5; 3:​14, 15—Pauro akarumbidza mbuya vaTimoti nekuti vaiva nekutenda kusina unyengeri uye vakabatsira pakudzidzisa Timoti nezvaJehovha