Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kutendeseka

Kutendeseka

Dhe 25:​13-16; 2VaK 8:21; VaE 4:25; VaH 13:18

Onawo Job 6:25; Zvi 3:32; 6:​16-19; 2VaK 6:​3, 4, 7, 8

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Pis 15:​1-5—Jehovha akataura kuti vanoda kuva shamwari dzake vanofanira kuva neunhu hwakaita sei uye chimwe chezvinhu zvaanoda ndechekuti vave vanhu vakatendeseka

    • Mab 5:​1-10—Ananiyasi naSafira vakaurayiwa nekuti vakanyepa