Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unyengeri

Unyengeri

2VaK 6:​4, 6; Jak 3:17

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mt 23:​7, 23-28—Jesu akashora vatungamiriri vezvitendero nekuti vainyepera kuzviita vanhu vakanaka ivo vari vanhu vakaipa

    • VaG 2:​11-14—Pauro akatsiura Petro paakatanga kuratidza unyengeri