Kunamata Zvidhori
Onawo Dhe 4:25, 26; Isa 42:8; 1Jo 5:21
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Isa 44:9-20—Jehovha akashandisa muprofita Isaya kuti aratidze vanhu vake kuti kunamata zvidhori hakuna zvakunobatsira
Dha 3:1-30—Shamwari nhatu dzaDhanieri dzakasarudza kukandwa mumoto pane kunamata chidhori