Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Godo

Godo

Godo

Zvi 14:30; 1VaK 13:4

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 4:​3-8—Kaini akaitira Abheri godo achibva atanga kumuvenga uye akapedzisira amuuraya

    • Ge 37:​9-11—Vakoma vaJosefa vakatanga kumuitira godo

    • 1Sa 18:​6-9—Mambo Sauro akatanga kuitira Dhavhidhi godo uye akanga asingachavimbi naye

Godo; shanje; ruchiva

Tingaita sei kuti tisava negodo?