Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mufaro

Mufaro

Chii chinoratidza kuti Jehovha ndiMwari anofara?

Zvikonzero zvipi zvinoita kuti tifare?

Pis 100:2; Mup 8:15; Isa 65:​14, 18; VaF 4:​1, 4

Onawo Pis 64:10; Isa 61:10; Mt 5:​11, 12

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Pis 16:​7-9, 11—Dhavhidhi aifara nekuti aiva neushamwari hwepedyo naJehovha

    • VaH 12:​1-3—Pauro akati kuva netariro seyaiva naJesu kunotibatsira kuti tirambe tichifara kunyange zvinhu pazvinenge zvakaoma