Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mutsa

Mutsa

Tinoziva sei kuti Jehovha ane mutsa?

VaR 3:​23, 24; Tit 3:​3-6; VaH 2:9; 1Pe 5:5

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Jon 3:10; 4:11—Jehovha akaratidza mutsa nekuregerera vaNinivhi, uye nekusaparadzawo zvipfuwo zvavo

    • Ru 6:​32-36—Jesu akatidzidzisa kuti tinofanira kuva nemutsa sezvinoita Jehovha uyo anoratidza mutsa kunyange kune vasingaongi nevakaipa

Tingaratidza sei kuti tine mutsa?

Zvi 19:17; 22:9; Ru 6:35; VaE 4:32

Onawo Zvi 11:17; 31:​10, 26; VaH 13:16

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira: