Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Rudo

Rudo

Jehovha akaratidza sei kuti ane rudo?

Jer 31:3; Joh 3:16; VaR 5:8; 1Jo 4:​8, 19

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 1:​1, 26-31; 2:​8, 9, 15, 16—Jehovha akasika nyika uye akapa murume nemudzimai vekutanga zvinhu zvakawanda zvakanaka zvaiva mumunda weEdheni kuti vanakidzwe neupenyu

    • Pis 104:​27-30—Munyori wepisarema akarumbidza Jehovha nemhaka yekuchengeta kwaanoita zvisikwa zvake

Tingaratidza sei kuti tinoda vamwe?

Joh 13:​34, 35; 15:​12, 13; 1Pe 4:8; 1Jo 4:​10, 11; 5:3

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mt 22:​36-39—Jesu akataura kuti mirayiro mikuru pane yese ndeyekuti tide Jehovha uye tidewo vamwe

    • 1VaK 13:​1-8—Muapostora Pauro akataura kuti rudo runokosha uye akatidzidzisawo kuti tingaruratidza sei