Kuvimbika
Pis 18:25; Ru 1:74, 75; VaE 4:24; Zva 15:4
Onawo Pis 116:15; 145:17
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Rut 1:16, 17; 3:10—Rute aida kuramba akavimbika kuna Jehovha uye kuna Naomi
2Mad 2:1, 2, 4, 6—Erisha akaramba kuparadzana naEriya