Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kunyepa

Kunyepa

Jehovha anoona sei vanhu vasingaiti zvavanenge vavimbisa?

VaR 1:​31, 32

Onawo Pis 15:4; Mt 5:37

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Eks 9:​27, 28, 34, 35—Farao akabvuma kuti vanhu vaMwari vaende; asi akazochinja pfungwa

    • Eze 17:​11-15, 19, 20—Jehovha akaranga Mambo Zedhekiya nekuti haana kuita zvaakanga avimbisana namambo weBhabhironi

    • Mab 5:​1-10—Ananiyasi naSafira vakanyepa pavakati vakanga vapa mari yese yavakawana pakutengesa kwavakaita munda

Jehovha anonzwa sei nezvevanhu vanotaura zvenhema nezvevamwe?

Pis 15:​1-3; Zvi 6:​16-19; 16:28; VaK 3:9

Onawo Zvi 11:13; 1Ti 3:11