Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kukura Pane Zvekunamata

Kukura Pane Zvekunamata

Nemhaka yei muKristu wese achifanira kushanda nesimba kuti akure pane zvekunamata?

Kuziva zvinotaurwa neBhaibheri kunotibatsira sei kuti tikure pane zvekunamata?

Vechidiki vanogonawo kukura pane zvekunamata here?

Job 32:9; 1Ti 4:12

  • Mienzaniso yemuBhaibheri Inogona Kukubatsira:

    • Dha 1:​6-20—Dhanieri neshamwari dzake nhatu vairatidza kuti vakanga vakavimbika kuna Jehovha uye vakakura pane zvekunamata kunyange zvazvo vakanga vachiri pamazera ekuyaruka

    • Mab 16:​1-5—Timoti akapiwa basa rinokosha rekuita muungano paakanga ava kuda kusvitsa makore 20

Kushamwaridzana nevanhu vemuungano kungatibatsira sei?

Chii chinoratidza kuti takakura pane zvekunamata?

Nei hama yakakura pane zvekunamata ichifanira kushanda nesimba kuti ipiwe mamwe mabasa muungano?

Chii chichatibatsira kuti tibudirire pabasa redu rekuparidza nekudzidzisa?

Ru 21:​14, 15; 1VaK 2:​6, 10-13

Onawo Ru 11:13

  • Muenzaniso wemuBhaibheri Unogona Kukubatsira:

    • Mt 10:​19, 20—Jesu akavimbisa vateveri vake kuti mweya mutsvene waizovabatsira kuziva zvekutaura pavanenge vakamiswa pamberi pematare