Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuona Zvinonyadzisira

Kuona Zvinonyadzisira

Job 31:1; Pis 101:​2, 3; Mt 5:​27-30; VaK 3:5

Onawo 1VaK 6:18; VaE 4:​17-19

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 6:​1, 2; Jud 6—Dzimwe ngirozi dzakachiva vakadzi vaiva panyika dzichibva dzaita zvivi zvakakura uye dzakakanganisa ushamwari hwadzo naJehovha

    • 2Sa 11:​2-4—Mambo Dhavhidhi akaramba achitarisa Bhati-shebha achigeza, pakupedzisira akaita upombwe naye achibva aurayisa murume wake