Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuzvikudza

Kuzvikudza

Pis 94:4; Zvi 11:2; 13:10; 1VaK 13:4; Jak 3:​5, 14

Onawo Zvi 21:24; Jer 9:​23, 24

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Vat 7:​1-7—Jehovha akaita kuti uto raGidhiyoni risare riine varume 300 kuitira kuti zvive pachena kuti iye ndiye aizovaponesa

    • 2Sa 6:​6, 7—Uza akazvikudza akaedza kubata areka yaJehovha yakanga yava kudonha; Jehovha akamurova nemhaka yekusaremekedza kwaakaita

    • 2Mad 18:​28-35—Saniheribhi, Mambo weAsiriya, akazvikudza achitaura kuti Jehovha aisakwanisa kununura Jerusarema kubva kuvaAsiriya

    • 2Mak 26:​16-21—Mambo Uziya akarangwa nekuti akazvikudza akaita zvinhu zvaakanga asina kodzero yekuita

Onawo “Kuzvitutumadza