Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kunzwisisa

Kunzwisisa

Nei vaKristu vachifanira kuva vanhu vanonzwisisa?

VaF 4:5; Tit 3:2; Jak 3:17

Onawo 1Ti 3:​2, 3

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 18:​23-33—Jehovha haana kumbogumbuka Abrahamu paaimubvunza nezvekuparadzwa kwaida kuzoitwa Sodhomu neGomora

    • Ge 19:​16-22, 30—Roti paakakumbira kuti atizire kuZoari pane kuti aende kumakomo, Jehovha akamunzwisisa akamubvumidza kuti aite zvaaida

    • Mt 15:​21-28—Jesu akaratidza kuti ainzwisisa achibva aita zvaaikumbirwa nemukadzi wechiFenikiya nemhaka yekutenda kwakakura kwaiva nemukadzi iyeye