Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuzvivaraidza

Kuzvivaraidza

Zvakaipa here kuti vaKristu vambowana nguva yekuzorora vachiita zvinhu zvavanofarira?

Mup 2:24; 3:​12, 13; 4:6

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Mk 6:​31, 32—Jesu akanga aine zvinhu zvakawanda zvekuita asi akaudza vadzidzi vake kuti vaende kunozorora

Mavhesi api anogona kutibatsira kuti tisapedzera nguva yedu yese pakuzvivaraidza toshaya nguva yekuita zvinhu zvekunamata?

Nei tisingafaniri kuzvivaraidza nezvinhu zvinokurudzira unzenza?

Nei tisingafaniri kuzvivaraidza nezvinhu zvinokurudzira kuda zvemakwikwi?

Nei tisingafaniri kuzvivaraidza nezvinhu zvinokurudzira kurwisana?

Zvinhu zvipi zvinosekesa zvatinoda kudzivisa?

Nei tichifanira kufunga nezvehana dzevamwe patinenge tichisarudza zvinhu zvekuzvivaraidza nazvo?