Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuzvidzora

Kuzvidzora

Jehovha anoratidza sei kuti anozvidzora?

Ndepapi patinofanira kuzvidzora?

Zvi 16:32; 25:28; 1VaK 9:​25, 27

Onawo 2Ti 2:​23-25; Tit 1:​7, 8

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 2Sa 16:​5-14—Mambo Dhavhidhi akazvidzora paakatukwa naShimei

    • 1Pe 2:​21-23—Muapostora Petro akataura nezvekuzvidzora kwakaita Jesu paaitukwa uye paaitambura

Chii chingatibatsira kuti tiwedzere kuzvidzora?

Ru 11:​9-13; VaG 5:​22, 23; VaE 4:​23, 24; VaK 4:2

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Ru 11:​5-8—Jesu akaratidza kuti zvinokosha kuti tirambe tichikumbira kubatsirwa