Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuba

Kuba

Eks 20:15; VaE 4:28; 1Pe 4:15

Onawo Jer 2:26; Mt 19:​17, 18

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Eze 33:​14-16—Jehovha anovimbisa kuregerera vakaipa, kusanganisira mbavha dzinopfidza dzochinja mararamiro adzo

    • Joh 12:​4-6—Judhasi aiva mbavha uye akapedzisira atengesa Jesu