Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Hondo

Hondo

Nei zvisingatishamisi kuti mazuvano kune hondo dzakawanda dziri kurwiwa?

Mt 24:​3, 4, 7, 8

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Dha 11:40—Dhanieri akaprofita kuti mumazuva ekupedzisira kwaizova nemadzimambo maviri ane simba anenge achikwikwidzana

    • Zva 6:​1-4—Muapostora Johani akaona bhiza raiva neruvara rwakaita serimi remoto rinomiririra hondo, uye uya ainge akaritasva akabvumidzwa “kubvisa runyararo panyika”

Jehovha anovimbisa kuti achaitei nehondo?

Nei vaKristu vasingarwi panoitika hondo?

Jehovha naJesu vacharwa pahondo ipi?

VaKristu vanorwa muhondo ipi?

Muungano, zvii zvatingaita kuti tisapopotedzana kana kutsiva izvo zvingapedzisira zvaita kuti muungano muite semava nehondo?