Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati


Zvinoita here kuti vanhu vararame nekusingaperi?

Zvinoita here kuti vanhu vararame nekusingaperi?

Ungati here . . . .

  •   hongu zvinoita?

  • kwete hazviiti?

  • pamwe zvingangoita?

BHAIBHERI RINOMBOTII?

“Vakarurama vachagara nhaka yenyika, uye vachagara mairi nekusingaperi.”PISAREMA 37:29.

ZVARINOTAURA ZVINGAKUBATSIRA SEI?

Iwe nemhuri yako, neshamwari dzako muchava neramangwana rakanaka.JEREMIYA 29:11.

Uchanakidzwa neupenyu, kwete kwenguva pfupi, asi nekusingaperi.PISAREMA 22:26.

TINGANYATSOBVUMA ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI HERE?

Hongu! Kuti uone kuti nei tichidaro, tinokukumbira kuti uongorore zvinotaurwa muzvidzidzo zvitatu zviri mukabhuku kano. Zvidzidzo zvacho zvine misoro yenyaya inoti: