Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2001

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2001

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi Ya2001

Kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Henry VIII neBhaibheri, 1/1

Kurwira kuti rive muchiGiriki Chemazuva Ano, 11/15

Septuagint, 9/15

DZAKASIYANA-SIYANA

Atari Kuna Mwari Asina Zita, 7/15

Chechi neHurumende muByzantium, 2/15

Chidzidzo Kubva Munhau Yezvaiitika Kare muRoma (mitambo yairwisana vanhu nechinangwa chokuurayana), 6/15

Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti (Mosesi), 6/15

Chitendero—Chinotsigirwa Sei Nemari? 12/1

“Gadzirira, Izvi Zvingakurwadza,” 3/1

Guta Pamusoro Pegomo, 2/1

Imhosva Yaani—Yako Here Kana Kuti Wakazvarwa Wakadaro? 6/1

Kuchengeteka Kunobva Pai? 4/15

Joshua, 12/1

Kubhabhatidzwa kwaClovis, 3/1

Kudavira Mashura, 8/1

Kunyaradzwa muNyika Yatambura, 10/1

Kutenda Nokunzwisisa Zvinopindirana Here? 4/1

Kuomesa Chitunha, 3/15

Kuremara Kuchapera, 5/1

Kuvimbika Kunaani? 8/15

Mifananidzo, 7/1

“Mukadzi Wakanaka Kwazvo” (Rute), 6/15

Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana (Kaini naAbheri), 1/15

Moto Wehero, 7/15

Muti “Unochema” Ne“misodzi” Yawo, 1/15

Nhema Dzinotaurwa Pamusoro Porufu, 6/15

Nheyo dzaMwari Dzinogona Kubatsira, 2/15

Nikodhimo, 2/1

Nyika Yekare Yakaparadzwa (Mafashamo), 3/1

Nzvimbo Dzokunamatira Tinodzida Here? 11/15

Rufu, 6/1

Satani—Munhu Wokungofungidzira Here Kana Kuti Munhu Chaiye? 10/15

Shafani Nemhuri Yake, 12/15

Tertullian, 5/15

Unofanira Kuva Munhu Asina Hanya Nezvakawanda Here? 10/1

Usanyengerwa, 7/1

Utungamiriri Hwakanaka, 3/15

Vanhu Vose Vachazomboenzana Here? 1/1

“Varume Vatatu Vakachenjera,” 12/15

Vavakidzani, 9/1

“Vasande,” 9/15

VaWaldenses, 3/15

Vimba naMwari Chaiye 1/15

Yoga, 8/1

Zvatinodzidza Pashuramurove, 8/1

Zvinetso Zvevanhu, 6/15

JEHOVHA

Mwari Ndiani? 5/15

Tetragrammaton Mushanduro yeSeptuagint, 6/15

Vimba naJehovha, Chaiye, 1/15

JESU KRISTU

Kuberekwa kwaJesu, 12/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Abheri aiziva here kuti zvibayiro zvemhuka ndizvo zvaifanira kubayirwa? 8/1

Chivanze umo “boka guru” rinoshumira riri (Zva 7:15), 5/1

Kuroorana kwehama, 2/1

Kurovedza mwana mumhuri dzine zvitendero zvakasiyana, 8/15

Kusakwana kwaMariya kwakavhiringidza kunambwa kwaJesu here? 3/15

Lucifer (Isa 14:12, KJ), 9/15

Mhiko kuna Mwari dzinosungirwa nguva dzose here? 11/15

Munyengetero usingatauri kuti “muzita raJesu,” 4/15

Ndonda kana munhu akaremara kwazvo vanofanira kunyudzwa mumvura here? 6/1

Ngoni dzaJehovha dzinopfavisa kururamisira kwake here? 3/1

Pachava nenhamba yakakura kwazvo here ichatsauswa pamuedzo wokupedzisira? (Zvak 20:8), 12/1

Tinofanira kutenga chivako kwava kuchiita Imba yoUmambo kubva kuboka rechitendero here? 10/15

Unofanira kuenda kumariro kana kuti kumuchato uri kuitirwa muchechi here? 5/15

Uwandu hwevana vaJese (1Sa 16:10, 11; 1Mak 2:13-15), 9/15

Vakadzi vechiKristu vanofanira kupfeka chifukidziro chomusoro rini? 7/15

Zvakaipa here kubhejera nemari shoma? 11/1

Zvingabvumirwa here kupa hurukuro yemariro omunhu akazviuraya? 6/15

Zvinoreva ku“dzivisa kusvika pakubuda ropa” (VaH 12:4), 2/15

MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO

2/1, 4/1, 6/1, 8/1, 10/1, 11/1

NYAYA DZOUPENYU

“Hapana Chandaizochinja!” (G. Allen), 9/1

Jehovha Akatidzidzisa Kutsungirira (A. Apostolidis), 2/1

Jehovha Ave Achindipa “Simba Rinopfuura Romuzvarirwo” (H. Marks), 1/1

Kudyara Rudo rwaJehovha Mumwoyo Yevana Vedu (W. Matzen), 5/1

Kupiwa Mubayiro Nokuzvipira Kuna Mwari (W. Aihinoria), 6/1

Kushumira Nepfungwa Yokuzvipira (D. Rendell), 3/1

Kusimbiswa Noukama Hwedu Hwomunyika Yose (T. Kangale), 7/1

Kwatakanoshanda Tiri Mamishinari Ndiko Kwakava Musha Wedu (D. Waldron), 12/1

Ndakwegura uye Ndagutsikana Nemakore Angu (M. Smith), 8/1

Ropafadzo Yokubatanidzwawo Mukuwedzera Kwakaitika Hondo Yapera (F. Hoffmann), 10/1

Takarambira Munzvimbo Yedu Yebasa (H. Bruder), 11/1

NYAYA HURU DZOKUDZIDZA

“Achaswedera Pedyo Nemi,” 12/15

“Aisataura Kwavari Pasina Mufananidzo,” 9/1

Chiedza chaMwari Chinodzinga Rima! 3/1

Chokwadi Chinokosha Sei Kwauri? 3/1

Dzidza Uye Dzidzisa Tsika dzechiKristu, 6/15

“Dzivisai Dhiyabhorosi,” 10/15

Farira Kudzidza Shoko raMwari Uri Woga, 12/1

“Hapana Mumwe Munhu Akambotaura Zvakafanana Neizvi,” 9/1

Farira Kururama kwaJehovha, 6/1

Jehovha Ane Hanya Newe, 10/15

Jehovha Anokomborera uye Anodzivirira Vaya Vanoteerera, 10/1

Jehovha Anoshongedza Vanhu Vake Nechiedza, 7/1

Jehovha Anovenga Kunyengera, 5/1

Jehovha—Muenzaniso Mukuru Worunako, 1/15

Kristu Anotungamirira Ungano Yake, 3/15

Kubatsirwa Nomutsa Une Rudo waJehovha, 5/15

Kucheneswa Sevanhu Vemabasa Akanaka Kwazvo, 6/1

Kudzidza Tiri Toga Kunotishongedzera Sevadzidzisi, 12/1

Kuita Zvinodiwa naJehovha Kunomukudza, 5/1

Kushongedzerwa Zvizere Sevadzidzisi veShoko raMwari, 2/15

Kutsungirira “Munzwa Munyama,” 2/15

Mbiri yaJehovha Inopenya Pavanhu Vake, 7/1

Mitemo yaMwari Iripo Kutibatsira, 4/15

“Mufambiro Wenyu Ngauve Wakanaka Kwazvo Pakati Pemamwe Marudzi,” 11/1

“Ndakuitirai Muenzaniso,” 8/15

Ndiani Achapona Pazuva raJehovha? 5/1

Nei Tichifanira Kubhabhatidzwa? 4/1

Pakutsungirira Kwenyu Wedzerai Kuzvipira Kuna Mwari, 7/15

Ramba Uchishumira Jehovha Nomwoyo Wakasimba, 4/1

Rambai Muchiita Zvakanaka, 1/15

Rambai Muchiita Zvinhu Zvamakadzidza, 9/15

Rambai Muchishumira Makabatana, 11/15

‘Ramba Uchinditevera,’ 8/15

Ratidza Mutsa Une Rudo Kune Vaya Vanoda Kubatsirwa, 5/15

Remekedza Chiremera chaMwari Nokuvimbika, 8/1

“Swederai Pedyo naMwari,” 12/15

Teerera Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo, 10/1

Tevedzera Mudzidzisi Mukuru, 9/1

Tevedzera Zvaifanira Kuita Mambo, 6/15

Tinokurudzirwa Ne“zvinhu Zvikuru zvaMwari,” 8/1

Tungamirira Nhanho Dzako Nenheyo Dzemitemo yaMwari, 4/15

Uri Pakati Peavo Vanodiwa naMwari Here? 2/1

Utungamiriri hwaKristu Ndohwechokwadi Kwauri Here? 3/15

Vakatsungirira Minzwa Munyama Yavo, 2/15

Vanoramba Vachifamba Muchokwadi, 7/15

VaKristu Vanoda Rubatsiro Rwomumwe Nomumwe, 11/15

VaKristu Vanonamata Nomudzimu Nechokwadi, 7/15

VaKristu Vasina Kwavakarerekera Mumazuva Okupedzisira, 11/1

VaKristu Vose Vechokwadi Vaparidzi Veevhangeri, 1/1

Wakagamuchira “Mudzimu Wechokwadi” Here? 2/1

‘Zvichenjererei Kupfuura Zvamunosiita,’ 9/15

Zvikomborero Zvinobva Mumashoko Akanaka, 1/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Dyara Kururama, Kohwa Mutsa waMwari Une Rudo (Zvi 11), 7/15

“Fudzai Boka raMwari,” 11/15

Godo, 10/15

‘Kanganwiranai Zvikuru,’ 9/1

Kudzidzisa Kwako Kunobatsira Here? 7/1

Kufamba Munzira dzaJehovha, 7/1

Kuita Kuti Mazuva Akoshe Kuna Jehovha,? 11/15

Kuita Zvinhu Nomwoyo Wose—Kunokomborerwa naJehovha Rini? 8/1

Kukumbira Ruregerero, 11/1

‘Kuparidza Shoko’ Kunozorodza, 1/15

Kurera Vana Munyika Isiri Yako, 10/15

Kurumbidza, 11/1

Kusurukirwa, 3/15

Kutendeseka, 8/15

Kuungana Pamwe Chete, 11/15

Kuvimbika Kunotungamirira Vakarurama (Zvi 11), 5/15

Mano Okufunga, 8/15

Mwari Anogamuchira Marudzi Ose, 4/1

Rucheno, 2/1

Rudo Mumhuri, 12/15

“Ruponeso Runobva Kuna Jehovha” (mhemberero dzokutsigira nyika), 9/15

Simbisai Maoko Enyu, 12/1

Tinofanira Kuona Sei Miedzo? 9/1

Tsitsi, 4/15

“Urambe Uchizvirovedza,” 10/1

Utiziro Pamhepo, 2/15

Vakuru—Rovedzai Vamwe, 1/1

Zvakavanzika, 6/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Balkans (Shanduro yeNyika Itsva), 10/15

Basa Rinosimudzira Tsika Dzakanaka (Mozambique), 11/15

Chii Chinodiwa Kuchengetedza Hana Yakachena? 2/15

“Chiri Kuita Kuti Ndikudzorerei Mari Yenyu,” 8/15

Dzimba dzoUmambo Dzakazarukira Munhu Wose, 11/1

Imba yoUmambo Inopiwa Menduru (Finland), 10/1

Kokorodzano Dzemarudzi Akawanda Muna 2003, 7/1

Kubatsira Kwakaita Mumwe Mwanakomana Baba Vake, 5/1

Kudzidza Kuverenga (Solomon Islands), 8/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 6/15, 12/15

Kuwedzera Kunoita Kuti Padiwe (Dzimba Dzakawanda), 5/15

Mabasa Akanaka Anopa Mbiri Kuna Mwari (Italy), 1/15

Makomo ePhilippine, 4/15

Misangano, 3/15

Musangano wegore negore wa2001, 4/1

“Ngatiitirei Vose Zvakanaka,” 7/15

Patafura yaKaputeni (R. G. Smith), 12/1

Pwere Dzinoda Chokwadi, 10/1

‘Rudo Rwedu Rwakawedzerwa,’ (kuputika kwegomo kwakaitika kuJapan), 3/1

“Vadzidzisi Veshoko raMwari” Kokorodzano Dzoruwa, 1/15

Vafundisi Vaionga Mabhuku aRussell, 4/15

Vane Kuchenjera Kwavowo (mipiro yevana), 2/1

Vanhu Vakafira Kutenda Vemazuva Ano (Sweden), 2/1

Vatsigiri Vokunamata Kwechokwadi (mipiro), 11/1

Vechiduku Vanozorodza, 9/15