Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2018

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2018

Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho

NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA

BHAIBHERI

  • Batsirwa Uye Nakidzwa Nekudzidza, July

DZIMWEWO NYAYA

  • Aigona Kunge Akafarirwa naMwari (Rehobhoamu), June

  • Mutemo waMosesi waishandiswa here Pakugadzirisa Kunetsana? Jan.

  • Stefani Akadzikama Paaitambudzwa, Oct.

  • Unoziva Here Kuti Inguvai? (Nguva dzeBhaibheri), Sept.

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

  • Nei mashoko aPisarema 144:12-15 akagadziridzwa? Apr.

  • Nei munhu asingabvumirwi kuisa mabhuku edu pawebsite yake kana pasocial media?Apr.

  • Nei Zvapupu zvaJehovha zvichidhirowa Pauro aine mhanza? Mar.

  • Vabatsiri vakataurwa naJesu ndivanaani? Nov.

  • Vaviri vasina kuroorana vakaita usiku hwese vari pamwe chete, panoumbwa dare rinotonga here? July

  • Zvinorevei kuti muapostora Pauro ‘akatorwa akaendeswa kudenga rechitatu’ uye “kuparadhiso”? (2VaK 12:2-4), Dec.

NYAYA DZEKUDZIDZA

  • “Anopa Munhu Akaneta Simba,” Jan.

  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke” Kuti Jehovha Akudzwe, June

  • Chirangaridzo Chinobatanidza Vanhu vaMwari, Jan.

  • Chirango—Chinoratidza Rudo rwaMwari, Mar.

  • Fambira Mberi Semunhu Ane Mafungiro aMwari! Feb.

  • Funga Zvakanakira Vamwe Uye Iva Nemutsa Uchitevedzera Jehovha, Sept.

  • Hana Yako Ngaidzidziswe Nemitemo yaMwari Nechokwadi Chisingachinji, June

  • Jehovha Anoda Vaya ‘Vanobereka Zvibereko Nekutsungirira,’ May

  • “Kana Muchiziva Zvinhu Izvi, Munofara Kana Muchizviita,” Sept.

  • Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari,” Dec.

  • Kudzidzisa Chokwadi, Oct.

  • Kurudziranai “Kunyanya” Iye Zvino,” Apr.

  • Kutaura Chokwadi, Oct.

  • Kutevedzera Jehovha—Mwari Anokurudzira Vanhu Vake, Apr.

  • Maziso Ako Akatarira Kupi? July

  • Mufaro Wechokwadi Unobva Parudo Rwakaita Sei? Jan.

  • NdeWemasimbaose Asi Anofunga Zvakanakira Vamwe, Sept.

  • Ndiani Anoumba Mafungiro Ako? Nov.

  • “Ndiani Ari Kurutivi rwaJehovha?” July

  • “Ndichafamba Muchokwadi Chenyu,” Nov.

  • Nei Tichipa Iye Ane Zvese? Jan.

  • Nei ‘Tichiramba Tichibereka Zvibereko Zvizhinji’? May

  • Nei Zvichikosha Zvikuru Kuti Tigamuchire Vaeni Zvakanaka? Mar.

  • Ngativei Vamwe Sezvakaita Jehovha naJesu, June

  • Ona Kusiyana Kwakaita Vanhu, Jan.

  • Ramba Uchiratidza Rudo Nekuti Runovaka, Sept.

  • Ramba Uine Rugare Rwemupfungwa Zvinhu Pazvinochinja, Oct.

  • Shanda naJehovha Zuva Nezuva, Aug.

  • Shumira Jehovha, Mwari Werusununguko, Apr.

  • “Teererai Kurangwa Muve Vakachenjera,” Mar.

  • “Tenga Chokwadi Urege Kuchitengesa,” Nov.

  • Tevedzera Kutenda Uye Kuteerera kwaNoa, Dhanieri naJobho, Feb.

  • Tingava Sei Nerusununguko Rwechokwadi?, Apr.

  • Tiri vaJehovha, July

  • “Toonana muParadhiso!” Dec.

  • “Umambo Hwangu Hahusi Hwenyika Ino,” June

  • Une Chokwadi Nenyaya Yacho Here? Aug.

  • Unoziva Jehovha Here Sezvaiitwa naNoa, Dhanieri, Uye Jobho? Feb.

  • Uri Kuita Kuti Mafungiro aJehovha Avewo Ako Here? Nov.

  • Uri Kutsvaga Kuzivikanwa Naani? July

  • Usatonga Nezvinooneka Kunze, Aug.

  • Vabereki, Muri Kubatsira Mwana Wenyu Kuti Asvike Pakubhabhatidzwa Here? Mar.

  • VaKristu Vanofanira Kubhabhatidzwa, Mar.

  • Vanhu Vane Rupo Vanofara, Aug.

  • Vanofara Vaya Vanoshumira “Mwari Anofara,” Sept.

  • Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa, Dec.

  • Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here? Apr.

  • Vechidiki, Musiki Wenyu Anoda kuti Mufare, Dec.

  • Vechidiki—Rwisanai naDhiyabhorosi, May

  • Vimba naJehovha Urarame! Nov.

  • Vimba neMutungamiriri Wedu—Kristu, Oct.

  • Ziva Muvengi Wako, May

  • Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari? Feb.

NYAYA DZEUPENYU

  • Jehovha Akakomborera Chisarudzo Chandakaita (C. Molohan), Oct.

  • “Jehovha Akatiratidza Mutsa’ (J. Bockaert), Dec.

  • Jehovha Haana Kumbobvira Andisiya! (E. Bright), Mar.

  • Kunyaradzwa Mumatambudziko Angu Ese (E. Bazely), June

  • Kutanga Neurombo—Kuguma Nemakomborero (S. Herd), May

  • Ndakatsunga Kusashayisa Maoko Angu Simba (M. Danyleyko), Aug.

  • Zvinhu Zvese Zvinobvira Kuna Jehovha (B. Berdibaev), Feb.

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • Kukwazisa Vamwe Kune Simba, June

  • Mufaro—Unobva Kuna Mwari, Feb.

  • “Munhu Akarurama Achafara Muna Jehovha,” Dec.

  • Mutsa—Unoratidzwa Nezvatinotaura Nezvatinoita, Nov.

  • Mwoyo Murefu—Kutsungirira Kune Chinangwa, Aug.

  • Nzwira Vamwe Tsitsi, July

  • Rugare—Ungarwuwana sei? May

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • 1918—Makore Zana Apfuura, Oct.

  • Chipo Chipi Chatingapa Jehovha? (zvipo), Nov.

  • Goho Guru! (Ukraine), May

  • Hurukuro Dzavose Dzakaparadzira Mashoko Akanaka (Ireland), Feb.

  • Kudyarwa Kwembeu Dzekutanga dzeUmambo (Portugal), Aug.

  • Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMadagascar, Jan.

  • Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuMyanmar, July

  • VaKristu Vakura—Jehovha Anokoshesa Kuvimbika Kwenyu, Sept.

  • Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti, Apr.

NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI

MUKAI!