September 4-10
ESTERI 1-2
Rwiyo 137 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Edza Kuva Nemwero saEsteri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Es 2:5—Uchapupu hupi huripo hunoratidza kuti Modhekai aivako zvechokwadi? (w22.11 31 ¶3-6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 1:13-22 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Umambo—Mt 6:9, 10. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 1)
Hurukuro: (5 min.) w20.11 13-14 ¶3-7—Musoro: Kubatsirwa naJesu Uye Nengirozi. (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvinotaurwa Nevezera Rako—Chimiro: (5 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Nei zvichigona kuoma kuti tive nemaonero akanaka nezvechimiro chedu?
1 Petro 3:3, 4 ingatibatsira sei kuti tive nemaonero akanaka nezvedu?
Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 56 uye mamwe mashoko 6 ne7
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 101 Nemunyengetero