Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Edza Kuva Nemwero saEsteri

Edza Kuva Nemwero saEsteri

[Ratidzai vhidhiyo yakanzi Kusuma Bhuku raEsteri.]

Esteri aiva nechimiro chakanaka uye akanga akanaka pachiso (Es 2:7)

Esteri akaramba aine mwero pasinei nekurumbidzwa kwaaiitwa nevanhu (Es 2:9, 15; w17.01 25 ¶11; ia 130 ¶15)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvandinotaura uye zvandinoita zvinoratidzei nezvemaonero andinozviita?’—w17.01 25 ¶12.