September 25–October 1
ESTERI 9-10
Rwiyo 102 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Es 9:15, 16—Nemhaka yei vaJudha vasina chavakapamba? (w06 3/1 11 ¶4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 9:1-14 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 13)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 12 sumo yepaWedzera Kuongorora uye pfungwa 4 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vafudzi Vanoshanda Nesimba Kuti Vabatsire Vanhu vaJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 59 pfungwa 1-5
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 55 Nemunyengetero