Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake

Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake

Modhekai akapiwa chinzvimbo chepamusoro (Es 9:4; it-2-E 432 ¶2)

Akatanga mhemberero yekukudza Jehovha yaifanira kuitwa gore negore (Es 9:20-22, 26-28; it-2-E 716 ¶5)

Akaitira zvakanaka vanhu vaMwari (Es 10:3)

Mazuva ano, vaya vane simba ravakapiwa musangano raJehovha vanoita zvese zvavanogona kuti vatevedzere Modhekai.—cl 101-102 ¶12-13.