Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ngwarira Mashoko Enhema

Ngwarira Mashoko Enhema

Vanhu vanogona kunge vaifunga kuti zvaitaurwa naErifazi zvaiva zvechokwadi nekuti aiva munhu mukuru uye akanga akachenjera (Job 4:1; it-1-E 713 ¶11)

Madhimoni ndiwo aiita kuti ataure mashoko aiodza Jobho mwoyo (Job 4:14-16; w05 9/15 26 ¶2)

Zvimwe zvaitaurwa naErifazi zvaiva zvechokwadi asi aizvishandisa zvisizvo (Job 4:19; w10 2/15 19 ¶5-6)

Nyika yaSatani inoramba ichiparadzira mashoko enhema anokanganisa vanhu.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinozvipa nguva yekumboongorora here mashoko andinenge ndanzwa kuti ndizive kana ari echokwadi?’—mrt 32 ¶13-17.