PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani
Satani anoda kuti vanhu vafunge kuti Jehovha ndiye anokonzera kuti zvinhu zvakaipa zviitike (Job 8:4)
Anoda kuti tifunge kuti Jehovha haana basa nazvo kuti takavimbika kwaari here kana kuti kwete (Job 9:20-22; w15 7/1 12 ¶3)
Rudo rusingachinji rwaJehovha runoita kuti tikwanise kuramba takaperera kwaari uye tisanyengerwa nenhema dzaSatani (Job 10:12; Pis 32:7, 10; w21.11 6 ¶14)
EDZA IZVI: Kuti ukwanise kutsungirira paunenge uri mumuedzo, edza kuona kuti Jehovha ari kukuratidza sei rudo rusingachinji wozvinyora pasi uye pota uchizviverenga.