Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Chii chinonzi Umambo hwaMwari?

Rugwaro: Isa 9:6, 7 kana kuti Mt 6:9, 10

Pekuzotangira: Umambo hwaMwari huchaitei?

TSVAGA MAVHESI AYA MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

PAUNODZOKERA

Mubvunzo: Umambo hwaMwari huchaitei?

Rugwaro: Pis 72:16 kana kuti Mt 14:19, 20

Pekuzotangira: Umambo hwaMwari huchatonga riini panyika?

TSVAGA PISAREMA 72:16 MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA: