Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2020
Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho
NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA
BHAIBHERI
Zvakawanikwa Zvinoratidza Kuti Bheshazari Aivako? Feb.
DZIMWEWO NYAYA
Madzimambo Anokwikwidzana Munguva Yekuguma, May
Uchapupu Hunoratidza Kuti vaIsraeri Vaiva Varanda muIjipiti, Mar.
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Jesu akava Mupristi Mukuru riini? Pane musiyano here pakati penguva yakasimbiswa sungano itsva nepayakatanga kushanda? July
Muparidzi 5:8 inongotaura nezvevatongi vepanyika here, kana kuti inotaurawo nezvaJehovha? Sept.
Ndivanaani vaiva mapurisa echiJudha epatemberi? Vaiita mabasa api? Mar.
Pana 1 VaKorinde 15:29 panoreva here kuti vaKristu vaibhabhatidzirwa vakafa? Dec.
“Zvibereko zvemweya” zvinotaurwa pana VaGaratiya 5:22, 23 ndizvo zvega zviripo here? June
Zvirevo 24:16 iri kutaura here nezvemunhu anoramba achidzokorora kuita chivi? Dec.
NYAYA DZEKUDZIDZA
Baba Vedu Jehovha, Tinovada Chaizvo, Feb.
Baba Vedu Jehovha, Vanotida Chaizvo, Feb.
“Batanidzai Mwoyo Wangu Kuti Utye Zita Renyu,” June
“Chengetedza Zvinhu Zvakaiswa Mumaoko Ako,” Sept.
Dananai Kwazvo, Mar.
“Dzokai Kwandiri,” June
‘Endai Munoita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi’ Jan.
Jehovha Ane Basa Rekuti Uite Muungano Yake! Aug.
Jehovha Anoponesa Vakaora Mwoyo, Dec.
Jehovha Ari Kutungamirira Sangano Rake, Oct.
Jehovha Mwari Wako Anokukoshesa! Jan.
Jehovha Ngaakuzorodze, Feb.
Kubatsira Mudzidzi weBhaibheri Kusvikira Abhabhatidzwa—Chikamu 1, Oct.
Kubatsira Mudzidzi weBhaibheri Kusvikira Abhabhatidzwa—Chikamu 2, Oct.
Kuda Jehovha Kunoita Kuti Ubhabhatidzwe, Mar.
Kumutswa Kwevakafa Kunoratidza Rudo rwaMwari, Uchenjeri Uye Mwoyo Murefu, Aug.
Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika! Dec.
Kurwisa Kunobva Kuchamhembe! Apr.
“Mambo Wekuchamhembe” Munguva Yekuguma, May
“Mhanya Kusvika Kumagumo,” Apr.
“Mweya Wacho Pachawo Unopupurirana Nemweya Wedu,” Jan.
“Ndava Kukutii Shamwari,” Apr.
Ndeipi Nguva Yakakodzera Yekutaura? Mar.
Ndiani “Mambo Wekuchamhembe” Mazuva Ano? May
“Ndichatsvaga Makwai Angu Ndega,” June
Nyatsogutsikana Kuti Wakawana Chokwadi, July
“Nyatsotarisa Mberi” Uchiona Ramangwana, Nov.
“Pandinenge Ndisina Simba, Ndipo Pandiine Simba,” July
Ramba Uchifamba Muchokwadi, July
Ratidza Kuti Unokoshesa Zvipo Zvisingaoneki, May
Rega Kufunga Nezvako Kupfuura Zvaunofanira Kuita, July
Remekedza Munhu Mumwe Nemumwe Ari Muungano, Aug.
Rwisa Shanje Kuti Uve Nerugare Nevamwe, Feb.
Shandisa Nguva Yerugare Zvakanaka, Sept.
Shinga—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako, Nov.
Tevedzera Jehovha Pamabatiro Aunoita Hama Nehanzvadzi, Apr.
Tichaenda Nemi, Jan.
Tsigira Vakadzi vechiKristu, Sept.
Ucharamba Uchibvuma Kururamiswa Here? Nov.
Unogona ‘Kunyaradza Vamwe Zvikuru,’ Jan.
Unokoshesa Zvipo Zvaunopiwa naMwari Here? May
Unoona Sei Vanhu Vari Mundima Yenyu? Apr.
Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here? Aug.
“Usarega Ruoko Rwako Ruchizorora,” Sept.
Vachakura Vachishumira Mwari Here? Oct.
“Vakafa Vachamutswa Sei?” Dec.
Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here? Mar.
Wagadzirira Kuva Mubati Wevanhu Here? Sept.
“Zita Renyu Ngaritsveneswe,” June
Zvatingaita Kuti Tibatsire Vamwe Kuchengeta Mirayiro yaKristu, Nov.
Zvaungaita Kuti Usaramba Wakaora Mwoyo, Dec.
Zvininipise Uye Iva Nemwero Pakufamba naMwari Wako, Aug.
NYAYA DZEUPENYU
“Jehovha Akaramba Achindiyeuka” (M. Herman), Nov.
“Tiri Pano! Titumei!” (J. naM. Bergame), Mar.
Zvandakadzidza Kune Vamwe Zvakaita Kuti Ndiwane Makomborero (L. Crépeault), Feb.
Zvandakaita Ndizvo Zvandaifanira Kuita (D. Ridley), July
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Isa Mwoyo Wako Pabasa Rako! Dec.
Kuzvidzora Kunoita Kuti Munhu Afarirwe naJehovha, June
Unyoro Hunotibatsira Sei? May
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI