Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvaungaita Kuti Uve Neramangwana Rakanaka

Zvaungaita Kuti Uve Neramangwana Rakanaka

UNOFUNGA KUTI CHII CHINOGONA KUKUBATSIRA KUTI UVE NERAMANGWANA RAKANAKA? UNGATI HERE:

  • Idzidzo yepamusoro?

  • Mari?

  • Kuva munhu akanaka?

  • Chimwewo chinhu?

Bhaibheri rinoti:

‘Uchenjeri hwakakunakira. Kana ukahuwana, uchava neramangwana rakanaka.’—ZVIREVO 24:14.

MuBhaibheri, uchawana mazano achakubatsira kuti uve neramangwana rakanaka.