Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 44: Ramba Uchiparidza

Chidzidzo 44: Ramba Uchiparidza

Jesu akaramba achiparidza kunyange zvazvo vamwe vanhu vaisamuteerera. Unogona kumutevedzerawo!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Ramba Uchiparidza

Kuda naSarudzai vakatevedzera Jesu nekuramba vachiparidza. Newewo unogona kumutevedzerawo.

MAVHIDHIYO

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha

Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.