Enda pane zvauri kuda

Kutsvaga Shamwari Dzerugare

Kutsvaga Shamwari Dzerugare

Hama nehanzvadzi dzedu dziri kuparidza pasi rese. Ngationei kuti vamwe vanozviita sei!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kutsvaga Shamwari Dzerugare (Rwiyo 58)

Teererai rwiyo runonakidza ruchadzidzisa vana kuda vanhu vese uye kutsvaga shamwari dzaJehovha pasi rese.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.