Enda pane zvauri kuda

Rute Aiva Shamwari Yakanaka

Rute Aiva Shamwari Yakanaka

Unogona kutevedzera Rute, wova shamwari yakanaka kune vanenge vachitambudzika.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Rute Aiva Shamwari Yakanaka

Zvii zvaungaita kuti uve shamwari yakanaka saRute?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.