Enda pane zvauri kuda

Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi

Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi

Dhavhidhi akatanga kuvimba naJehovha achiri mudiki. Ngationei kuti akazviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi

Kubvira achiri mudiki uye kweupenyu hwake hwese, Dhavhidhi akaswedera pedyo naJehovha uye aivimba naye.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.