Enda pane zvauri kuda

Nei Tichifanira Kuteerera Mwari Isu Tisingamuoni?

Nei Tichifanira Kuteerera Mwari Isu Tisingamuoni?

Zvinhu zvakanaka zvatakapiwa naJehovha zvinotiyeuchidza kuti anotiona uye kuti zvatinoita zvinogona kumufadza kana kumutsamwisa.

Vabereki, verengai nevana venyu 1 Johani 3:22 mokurukura navo.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Zvinhu zvakanaka zvatakapiwa naJehovha zvinotiyeuchidza kuti anotiona uye kuti zvatinoita zvinogona kumufadza kana kumutsamwisa. Kana mapedza kuona vhidhiyo, kurukurai nevana venyu mibvunzo iri pasi apa uye verengai vhesi iri papeji 1. Chibatsirai vana venyu kunyora zvinhu zvavanofarira papeji 2.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.