Enda pane zvauri kuda

Unhu hwaJehovha

Unhu hwaJehovha

Unhu hupi 4 huna hunonyanya kuratidzwa mune zvinhu zvakasikwa?

Vabereki verengai nevana venyu Zvakazarurwa 4:11, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Pashure pekunge maona vhidhiyo inonzi Unhu hwaJehovha, batsirai vana venyu kuti vazive unhu 4 hunonyanya kuratidzwa naJehovha. Chekai mapikicha eshumba, gondo, mukono wemombe uye munhu ari papeji 1. Kana mapedza, namirai mapikicha acho paanofanira kuenda pamufananidzo uri papeji 2 wabuda muvhidhiyo yamaona. Kurukurai kuti pikicha imwe neimwe inoratidza sei unhu hwainomiririra. Kuti muzive zvakawanda nezveunhu uhwu, onai chitsauko 4 chebhuku rinonzi Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.