Enda pane zvauri kuda

Ita Kuti Jehovha Afare

Ita Kuti Jehovha Afare

Dzidza kuti ungaitei kuti uve neushingi hwekuva akasiyana nevamwe sezvakaita Mateo wofadza Jehovha.

Vabereki verengai nevana venyu Zvirevo 27:11, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo, kurukurai naye mubvunzo uri pasi apa mobva maita kuti akale Mateo. Mumazuva anotevera, itai kuti anyore zvaaita kuti afadze Jehovha.

 

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.