Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Esteri Aiva Neushingi

Esteri Aiva Neushingi

Dhaunirodha:

  1. 1. Esteri akakura

    Asina kupfuma.

    Akarerwa naModhekai,

    Achimudzidzisa.

    Zvinhu zvakachinja.

    Akava mambokadzi.

    Esteri aiteerera.

    Ndoteererawo:

    (KORASI)

    Ndoda kui’ta saEsteri.

    Kuva neushingi.

    Aivimba naJehovha.

    Ndoda kuzviitawo.

    Ndoda kuita saEsteri

    Aiteerera.

    Pandinoomerwa

    Ndova neushingi.

  2. 2. Murume waEsteri

    Aisatya Mwari.

    Esteri akaramba;

    Achingomukudza.

    Paakazotumwa

    Kurwira vanhu vekwake

    Esteri akateerera.

    Ndoteererawo:

    (KORASI)

    Ndoda kui’ta saEsteri.

    Kuva neushingi.

    Aivimba naJehovha.

    Ndoda kuzviitawo.

    Ndoda kuita saEsteri

    Aiteerera.

    Pandinoomerwa

    Ndova neushingi.