Enda pane zvauri kuda

MAKADHI EVANHU VOMUBHAIBHERI

Noa

Dhaunirodha kadhi iri remunhu womuBhaibheri uye dzidza nezvaNoa. Cheka, peta nepakati, uye chengeta.