Enda pane zvauri kuda

Nei Uchifanira Kuteerera Pamisangano?

Nei Uchifanira Kuteerera Pamisangano?

Tarisa uone kuteerera kwaiita vana pamisangano kare.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Teerera Pamisangano

Zvakanakirei kuti titeerere pamisangano?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.