Enda pane zvauri kuda

Paridzira Vanhu Vanotaura Mumwe Mutauro Uchishandisa JW Language App!

Paridzira Vanhu Vanotaura Mumwe Mutauro Uchishandisa JW Language App!

Kana ukasangana nevanhu vanotaura mutauro wausingazivi, ungaita sei?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika

Ungaita sei kuti uparidzire munhu anotaura mutauro wausingagoni?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.