Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?

Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?

Bhaibheri rinotaura kuti ‘iShoko raMwari’ uyo “asingamborevi nhema.” (1 VaTesaronika 2:13; Tito 1:2) Vamwe vanoti Bhaibheri ibhuku rakazara nengano uye rakanyorwa nevanhu vakangwara.Ko iwe unoti kudii?