Enda pane zvauri kuda

Ipawo Jehovha Chimwe Chinhu

Ipawo Jehovha Chimwe Chinhu

Jehovha ane rupo. Iwe unogonawo kuva nerupo!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Iva Norupo

Kuva norupo kwevanhu vaJehovha kwakanakirei?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.