Enda pane zvauri kuda

Ungava Sei Nemwoyo Murefu?

Ungava Sei Nemwoyo Murefu?

Unogona kuva nemwoyo murefu kufanana naJehovha. Ngationei kuti ungazviita sei!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Unogona Kuva Nemwoyo Murefu!

Ona vhidhiyo iyi kuti uzive chakabatsira Kuda kuti ave nemwoyo murefu.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.