Enda pane zvauri kuda

Jehovha Akagadzira Zvinhu Zvakanaka!

Jehovha Akagadzira Zvinhu Zvakanaka!

Jehovha akatigadzirira zvinhu zvakanaka! Ndezvipi zvimwe zvacho?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Jehovha Akagadzira Zvinhu Zvese

Mwari akagadzira zvinhu zvakawanda zvinoshamisa! Ko iwewe unonyanya kufarirei?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.