Enda pane zvauri kuda

Kuparidzira Vanhu Vemarudzi Ese

Kuparidzira Vanhu Vemarudzi Ese

Ndivanaani vatinofanira kuparidzira? Ngationei!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kuparidzira Vanhu Vemarudzi Ose (Rwiyo 57)

Unoparidzira vanhu vese here pasinei nekuti vanoratidzika sei?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.