Enda pane zvauri kuda

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 2)

Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 16 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

VaKristu vanofanira kumanikidza vamwe kuti vabvume zvavanotenda here? Ungatsanangurira sei mumwe munhu zvaunotenda asi usingamugumburi?