Enda pane zvauri kuda

Ita Kuti Chokwadi Chive Chako

Ita Kuti Chokwadi Chive Chako

Tinogona kuva shamwari dzaJehovha kana tikaita kuti chokwadi chive chedu. Ngationei kuti tingazviite sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Ita Kuti Chokwadi Chive Chako (Rwiyo 56)

Wakaita kuti chokwadi chive chako here?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.